Takura-–-Star-Signs-EP

LYRICS: Takura x Freeman HKD – Pafoni

Takura & Freeman HKD – Pafoni Lyrics. 

TakuraFreeman HKD Pafoni Lyrics. 

Intro:

5 star gallis

Okay okay okay okay okay okay

Hook

Mazuvano handione kufamba kwe time pafoni

Pauno texter zverudo ndino smiler

Unondi dhomotsa (dhomo) pafoni

Pauno texter zverudo netuma emoji

Oti mhofu hasha kuwanda, mukanyarara maswera kupiko

Sama sama kana mukandisiya ndinga parara huyai pafoni

Verse 1 (Freeman)

Mood mudenga cloud 9

Ndonyaya dziri kutaurwa mu sendirayini

Kuti takuita kunge solo na mutsai

Handifare kana ukaenda offline

Ma gallis vanokuti uri bhiza

One munhu agona kundi dzikamisa

Hona kufara wangopinda online

Sender pic ndimbo zoomer body design

Pre-Hook

Oh yea oh yea baby huya ndikukise munzeve

I want a real ting not one night stand

Ma gallis rudo hatizeze

Oh yea oh yea mama you are a sugar and spicey pricey yeaa

Ndatenga bhanduru baby huya online

Hook

Mazuvano handione kufamba kwe time pafoni

Pauno texter zverudo ndino smiler

Unondi dhomotsa (dhomo) pafoni

Pauno texter zverudo netuma emoji

Oti mhofu hasha kuwanda, mukanyarara maswera kupiko

Sama sama kana mukandisiya ndinga parara Huyai pafoni

Verse 2 (Takura)

Ndatenga bhanduru baby check your phone and come online please

Ndakatobata ma car keys

Ukati ndiuye ndouya

Ndibate pafoni wakumba

I can’t deny ndanyura mu love

I’m keen to see where this love gon take us

Usagare kure kure nerunhare baby

Pre-Hook

Oh yea oh yea bby huya ndikukise munzeve

I want a real ting not one night stand

Ma gallis rudo hatizeze

Oh yea oh yea mama you are a sugar and spicey pricey yeaa

Ndatenga bhanduru bby huya online