Takura-–-Star-Signs-EP

LYRICS: Takura – Ndini Ndinaye ft. Gze

Takura ft Gze – Ndini Ndinaye Lyrics. 

Takura Ndini Ndinaye Lyrics. 

Hook:

Ndini ndinaye

Mwana wenyu ndini ndinaye

Shewe ndini ndinaye

Mudon wenyu ndini ndinaye

Ahh

Verse 1

Ndozvazvino bhowera

System yako ye curfew

Kungodai wawoneka

Mira mhani iwe mhani

Take it easy for me

I dont wanna do this on my own

Yvy Calm down

Ndoda kuti uzodzokera when the sun down

Bata pasi busser wine

Hanty ndiwe wati une appetite

Ini handinzwe mushe when you’re outtta sight

Iwe usandi pushe running outta time

Oooweee

Mama needs a reason oouu

Tell her ndina VaShonhai

Ndichauya naye makseni

Ini ndichauya naye pa den

Hook

Ndini ndinaye

Mwana wenyu ndini ndinaye

Shewe ndini ndinaye

Mudon wenyu ndini ndinaye

Ahh

Verse 2

Saka ndichi protester

System yako yema depature

This time i wont let you leave my side

Saka if you wanna vibe you call my line

I’ll be on deck waiting for your love

I’ll be on deck waiting for your love yeaaah

Bata pasi busser wine

Hanty ndiwe wati une appetite

Ini handinzwe mushe when you’re outtta sight

Iwe usandi pushe running outta time

Oooweee

Mama needs a reason oouu

Tell her ndina VaShonhai

Ndichauya naye maksen

Ini ndichauya naye pa den

Hook

Ndini ndinaye

Mwana wenyu ndini ndinaye

Shewe ndini ndinaye

Mudon wenyu ndini ndinaye

Ahh

Verse 3 : GZE

Two mabhuru, iyi tsvakirai kuno

Tipirai tezvara tirikungwava rusambo

Asi nhasi tirikutsvedza nebango, ma eats emudziva tozochipindira pa dance floor

Ndiriku grinder naye tiripaguyo, chi slow motion achikurunga chiwuno

Mhamba hwemazambiringa tichinzwa reggae Tichiraura, tiri muchikepe keta ka dutty whine veta sele I’m just to score fanike pele, chibuda munhanga ndiravidze manhanga, special meat kuseva nehanga fanike safe sex ndokuprotector Dai matobvonga jembi amai mhofela tazadza rufaro seto supporter dembare, relationship goals paden patete hande

Hook

Ndini ndinaye

Mwana wenyu ndini ndinaye

Shewe ndini ndinaye

Mudon wenyu ndini ndinaye

Ahh